Numeri 23:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari haasi munhu, kuti angareva nhema, uye mwanakomana womunhu kuti ashandure pfungwa dzake. Ko, anotaura akasazviita here? Anovimbisa akasazadzisa here?

Numeri 23

Numeri 23:13-29