Numeri 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharamu akati kwavari, “Chivatai pano, uye ndichauya nemhinduro yandichapiwa naJehovha.” Saka machinda eMoabhu akagara naye.

Numeri 22

Numeri 22:1-11