Numeri 22:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharaki akati kuna Bharamu, “Handina kukudana nokukurumidza here? Seiko usina kuuya kwandiri? Ini handigoni kukupa mubayiro here?”

Numeri 22

Numeri 22:36-41