Numeri 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Moabhu akatya nokuti pakanga pana vanhu vazhinji. Zvirokwazvo, Moabhu yakazara nokudedera nokuda kwavaIsraeri.

Numeri 22

Numeri 22:1-9