Numeri 22:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mbongoro yakati ichiona mutumwa waJehovha, yakavata pasi paBharamu, iye akatsamwa zvikuru akairova netsvimbo yake.

Numeri 22

Numeri 22:20-28