Numeri 22:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usiku ihwohwo Mwari akauya kuna Bharamu akati kwaari, “Sezvo vanhu ava vauya kuzokudana, enda hako navo, asi uite chete zvandinokuudza.”

Numeri 22

Numeri 22:18-25