Numeri 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama.

Numeri 21

Numeri 21:1-18