Numeri 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakauya kuna Mozisi vakati, “Takatadza, patakapopotera Jehovha nemi. Nyengeterai kuti Jehovha atibvisire nyoka idzi pakati pedu.” Saka Mozisi akanyengeterera vanhu.

Numeri 21

Numeri 21:1-12