Numeri 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakapopotera Mwari naMozisi, vachiti, “Makatibudisireiko muIjipiti kuti tizofira murenje? Chingwa hapana! Mvura hapana! Uye hatidi zvokudya zvokungotamburira izvi!”

Numeri 21

Numeri 21:1-14