Numeri 21:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakamuuraya, pamwe chete navanakomana vake nehondo yake yose, vakasiya pasina kana mupenyu. Uye vakatora nyika yake.

Numeri 21

Numeri 21:31-35