Numeri 21:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Moto wakabuda muHeshibhoni, iwo murazvo kubva muguta raSihoni. Wakaparadza Ari reMoabhu, ivo vagari vokwakakwirira kweAnoni.

Numeri 21

Numeri 21:24-35