Numeri 21:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni mambo wavaAmori, akanga arwa namambo akanga ari weMoabhu kare akamutorera nyika yake yose kundosvika kuAnoni.

Numeri 21

Numeri 21:24-31