Numeri 21:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Titendereiwo kupfuura nomunyika yenyu. Hatingatsaukiri muminda yenyu kana minda yemizambiringa, kana kunwa mvura kubva patsime ripi zvaro. Tichangofamba hedu nomunzira huru yamambo kusvikira tapfuura munyika yenyu.”

Numeri 21

Numeri 21:12-23