Numeri 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva ipapo vakapfuurira mberi vachienda vakasvika kuBheeri, patsime apo pakanzi naJehovha kuna Mozisi, “Unganidza vanhu pamwe chete uye ini ndichavapa mvura.”

Numeri 21

Numeri 21:7-23