Numeri 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weAradhi muKenani aigara kuNegevhi, akati anzwa kuti vaIsraeri vakanga vachiuya nenzira inoenda kuAtarimi, akarwisa vaIsraeri akatapa vamwe vavo.

Numeri 21

Numeri 21:1-9