Numeri 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tora tsvimbo uye iwe nomukoma wako Aroni muunganidze ungano pamwe chete. Utaure kudombo pamberi pavo uye richabudisa mvura yaro. Iwe uchabudisa mvura kubva mudombo kuti vanwe ivo nezvipfuwo zvavo.”

Numeri 20

Numeri 20:1-11