Numeri 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Seiko wakatibudisa muIjipiti uchitiuyisa munzvimbo yakaipa kudai? Haina zviyo kana maonde, mazambiringa kana matamba. Uye mvura yokunwa hapana!”

Numeri 20

Numeri 20:1-6