Numeri 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Aroni achachengetwa kuvanhu vokwake. Haangapindi munyika yandakapa vaIsraeri, nokuti mose muri vaviri makamukira murayiro wangu pamvura yepaMeribha.

Numeri 20

Numeri 20:14-28