Numeri 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Nokuti hamuna kuvimba neni zvakakwana kuti mundikudze somutsvene pamberi pavaIsraeri, imi hamuchapinzi ungano iyi munyika yandakavapa.”

Numeri 20

Numeri 20:3-21