Numeri 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye naAroni vakaunganidza ungano pamwe chete pamberi pedombo, uye Mozisi akati kwavari, “Teererai imi vokumukira, tinofanira kukubudisirai mvura padombo iri here?”

Numeri 20

Numeri 20:3-11