Numeri 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose vanodiwa kumusasa waJudha maererano namapoka avo, vanokwana zviuru zana namakumi masere nezvitanhatu, namazana mana. Ava ndivo vachatanga kusimuka.

Numeri 2

Numeri 2:3-15