Numeri 2:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vaIsraeri vakaverengwa maererano nemhuri dzavo. Vose vakanga vari mumisasa, namapoka avo vanosvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu.

Numeri 2

Numeri 2:30-34