Numeri 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munhu akachena achaunganidza madota etsiru agoaisa panzvimbo yakanaka iri kunze kwomusasa. Achachengetwa neungano yavaIsraeri kuti agoshandiswa pamvura yokunatsa; ndeyokunatswa kubva pachivi.

Numeri 19

Numeri 19:5-11