Numeri 19:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chinhu chose chinobatwa nomunhu asina kuchena chinova chisina kuchena, uye ani naani anochibata anova asina kuchena kusvikira madekwana.”

Numeri 19

Numeri 19:20-22