Numeri 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana munhu asina kuchena akasazvinatsa, anofanira kubviswa paungano, nokuti iye asvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Mvura yokunatsa haina kumbosaswa paari, nokudaro haana kuchena.

Numeri 19

Numeri 19:19-22