Numeri 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Izvi ndizvo zvinodikanwa pamurayiro wakarayirwa naJehovha. Udza vaIsraeri kuti vakuvigire tsiru dzvuku risina kuremara, kana charingapomerwa uye risina kumbosungwa pajoko.

Numeri 19

Numeri 19:1-9