Numeri 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo munhu akachena anofanira kutora hisopi, ainyike mumvura agosasa tende nemidziyo yose uye navanhu vanga varimo. Anofanira kusasawo ani zvake akabata bvupa romunhu kana guva kana mumwe munhu akaurayiwa kana munhu akangofawo zvake.

Numeri 19

Numeri 19:13-22