Numeri 18:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iwe chete navanakomana vako ndimi mungashanda savaprista pazvinhu zvose zviri paaritari nezviri mukati mechifukidziro. Ndiri kukupai basa rouprista sechipo. Ani naani anoswedera panzvimbo tsvene anofanira kuurayiwa.”

Numeri 18

Numeri 18:1-11