Numeri 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nenzira iyi nemiwo munofanira kupa chipiriso kuna Jehovha kubva pazvegumi zvose zvamunogamuchira kubva kuvaIsraeri. Kubva pazvegumi izvi, munofanira kupa mugove waJehovha kuna Aroni muprista.

Numeri 18

Numeri 18:19-32