Numeri 18:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chibereko chinotanga kuzarura chizvaro, chingava chomunhu kana chechipfuwo, chinopiwa kuna Jehovha, ndechako. Asi unofanira kudzikinura mwanakomana wose wedangwe uye dangwe rose remhuka dzisina kunaka.

Numeri 18

Numeri 18:8-24