Numeri 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana Mozisi akapinda muTende reChipupuriro uye akaona kuti tsvimbo yaAroni, iyo yaiva yakamirira imba yaRevhi, yakanga isina kungobukira bedzi asi yakanga yatungira, yava namaruva uye yabereka maarimondi.

Numeri 17

Numeri 17:5-13