Numeri 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mangwana muise moto nezvinonhuwira madziri mugoenda nadzo pamberi paJehovha. Munhu achasarudzwa naJehovha ndiye achava mutsvene. Imi vaRevhi mazonyanya zvino!”

Numeri 16

Numeri 16:6-8