Numeri 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuna Kora navateveri vake vose, “Mangwanani Jehovha acharatidza kuti vanhu vake ndavapi uye kuti mutsvene ndiani, uye achaita kuti munhu uyo aswedere kwaari. Munhu waachasarudza ndiye waachaswededza kwaari.

Numeri 16

Numeri 16:2-9