Numeri 16:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu zviuru gumi nezvina namazana manomwe vakafa nedenda, vachiwedzera pane vaya vakanga vafa nokuda kwaKora.

Numeri 16

Numeri 16:44-50