Numeri 16:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ungano yakati yaungana pamwe chete ichipikisana naMozisi naAroni vakatarira kuTende Rokusangana, pakarepo gore rikaifukidza uye kubwinya kwaJehovha kukaonekwa.

Numeri 16

Numeri 16:40-47