Numeri 16:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Ereazari muprista akaunganidza hadyana dzendarira dzakauya navaya vakanga vapiswa, akaita kuti dzipwanyiwe kuti dzigova chifukidzo chearitari,

Numeri 16

Numeri 16:30-42