Numeri 16:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo moto wakabuda uchibva kuna Jehovha ukaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu vakanga vachipisira zvinonhuwira.

Numeri 16

Numeri 16:30-44