Numeri 16:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana Jehovha akauyisa chimwe chinhu chitsva uye nyika ikashamisa muromo wayo ikavamedza, nezvose zvavo, uye vakaburukira muguva vari vapenyu, ipapo muchaziva kuti varume ava vazvidza Jehovha.”

Numeri 16

Numeri 16:21-33