Numeri 16:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mozisi naAroni vakawira pasi nezviso zvavo vakadanidzira zvikuru vachiti, “Haiwa Mwari, Mwari wemweya yavanhu vose, mungatsamwira ungano yose here munhu mumwe chete angotadza?”

Numeri 16

Numeri 16:17-25