Numeri 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume mumwe nomumwe ngaatore hadyana yake aise zvinonhuwira mairi, hadyana mazana maviri namakumi mashanu pamwe chete mugodziisa pamberi paJehovha. Iwe naAroni munofanira kuuyawo nehadyana dzenyu.”

Numeri 16

Numeri 16:12-18