Numeri 15:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchava nepfunha idzi kuti mudzitarire uye naizvozvo mucharangarira zvakarayirwa naJehovha zvose, kuti muzviteerere mugorega kuita ufeve muchitevera kuchiva kwemwoyo yenyu nameso enyu.

Numeri 15

Numeri 15:36-41