Numeri 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mukauya nezvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha, kubva kumombe kana makwai, kuti muite zvinonhuwira zvinofadza Jehovha, zvingava zvinopiswa kana zvibayiro, zvemhiko dzakasarudzika kana zvipo zvokungopa kana zvipiriso zvemitambo,

Numeri 15

Numeri 15:1-13