Numeri 15:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa.

Numeri 15

Numeri 15:19-38