Numeri 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Munhu wose anoberekwa munyika yenyu, anofanira kuita zvinhu izvi nenzira iyi paanenge achiuya nechipiriso chinoitwa nomoto, chive chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Numeri 15

Numeri 15:7-22