Numeri 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chete imi regai kumukira Jehovha. Uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti tichavamedza. Kudzivirirwa kwavo kwabviswa, asi Jehovha anesu. Musavatya.”

Numeri 14

Numeri 14:6-14