Numeri 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua mwanakomana waNuni naKarebhu mwanakomana waJefune, avo vakanga vari pakati pavaya vakanga vandosora nyika, vakabvarura nguo dzavo.

Numeri 14

Numeri 14:1-7