Numeri 14:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwana acho mangwanani, vakakwira vakananga kumusoro kunyika yamakomo marefu. Vakati, “Takatadza hedu. Tichakwira tiende kunyika yatakavimbiswa naJehovha.”

Numeri 14

Numeri 14:32-45