Numeri 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Jehovha anononoka kutsamwa, azere norudo uye anoregerera zvivi nokumukira. Kunyange zvakadaro haangaregi kuranga ane mhosva, anoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina.’

Numeri 14

Numeri 14:12-27