Numeri 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Vanhu ava vachasvika riniko vachingondizvidza? Vacharamba kunditenda kusvikira riniko, kunyange ndakaita zviratidzo nezvishamiso zvose pakati pavo?

Numeri 14

Numeri 14:8-21