Numeri 13:4-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri;

5. kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori;

6. kubva kurudzi rwaJudha, Karebhu mwanakomana waJefune;

7. kubva kurudzi rwaIsakari, Igari mwanakomana waJosefa;

8. kubva kurudzi rwaEfuremu, Hoshea mwanakomana waNuni;

Numeri 13